IWW-PAWA Emergency Solidarity Appeal: Tsigira Comrades edu! (Shona)
Vadikanwi Vashandi Mubasa rekuchengeta vanhu (care sector) riri pakati pemabasa akaomarara zvikuru muUK, uko varidzi vekambani vanogara vachishandisa vashandi zvechibharo, vachiramba kutevedzera kodzero dzevashandi uye mitemo, uye vachiba mihoro. Basa rekuchengeta vanhu ibasa rakakosha kwazvo munharaunda yedu; asi vashandi vanoshanda…